Chibhunu (nge. Afrikaans; zvichireva kuti Mwafurika), kana Chimwanadhachi, mutauro weChidhachi chemadokero unotaurwa kuAfruika Chamhembe, Namibhiya, uye, kuushoma kuVutswana, Zambia, uye Zimbabwe. Yakakura kubva pa Chidhachi cheHolland (mutauronyina we Chiholandi) unotaurwa ne Vayuropu (Chidhachi, Chifurenji, uye Chijerumani) vakagara ne varanda vavo muAfurika Chamhembe, kwayakatanga kukura zvakasiyana muzanagore rechi 18. Chibhunu unofungirwa kuva Chikreole asi chechishoma kwete chizhinji.
Imwe horokodzwa Unonzizve:, Ichizvarwa che: ...
Chibhunu |
Unonzizve: |
Chiafurikaanzi, Chimwanadhachi |
Ichizvarwa che: |
Afurika Chamhembe, Namibhiya |
Vatauri: |
- Makaradhi
- Vabhunu (Vaafurikaanzi)
- Vagriekwa (Griqua)
- Vamalayi vekuKepi
- Vabhasteri (Basters)
|
Vatauri
vokuzvarwa: |
7.2 miriyoni (2016)
10.3 miriyoni
- L2 vatauri vechipiri muSA (2002)
|
Mhuri ye
mutauro: |
Chiindo-Yuropu
- Chijerumani
- Chijerumani cheMadokero
- Chijerumani cheChiweseri-Rhine
|
Mhando dze
Kare: |
Chifurenkishi (frankish)
|
Keruro ye
kunyoresa: |
- Keruro ye Chiratini
- Chiarabhu (onai Chibhunu cheChiarabhu)
- Bhraile re Chibhunu
|
Fomu
rokudhindwa: |
Signed Afrikaans |
Stasi yo Uhofisi: |
Mutauro we
chihofisi: |
Afurika Chamhembe |
Unoremekedzwa
ku: |
Namibhiya |
Regulated by |
Die Taalkommissie |
Makhodhi e mitauro |
ISO 639-1 |
af |
ISO 639-2 |
afr |
ISO 639-3 |
afr |
Glottolog |
afri1274 |
Linguasphere |
52-ACB-ba |
|
Vhura