Chin'ko
From Wikipedia, the free encyclopedia
Chin'ko (ߒߞߏ) imhando yakabatana yekoiné yemitauro yakawanda yeMandin'i yakanyorwa nebumbiro remabhi eN'Ko. Inoshandiswa muGhini, Maari, Kote Dhi Vhwa, Gambiya, Bhurukina Faso uye dzimwe nyika dzekuMadokero eAfurika, paruzhinji, asi kwete mumitauro iyi chete nekuti pakutaurwa mitauro yakasiyana yeChimandin'i inoshandiswa zvakasiyana mu: Chimaninka, Chibambara, Chidhiyura (Dyula) uye zvimwe wo.
Imwe horokodzwa ߒߞߏ, Chisi ...
ߒߞߏ | |
---|---|
Chisi | Ghini, Maari, Madokero e Afurika |
Mhuri ye mitauro | Naija-Kongo
|
Sistimu ye kunyora | Keruro ye N'Ko |
Makhodhi emutaro | |
ISO 639-2 | nqo |
ISO 639-3 | nqo |
Vhura