Kiwani
From Wikipedia, the free encyclopedia
Kiwani (nge. pink) muvara unowanikwa muzvisikwa senge mudenga pakuvira kana kubuda kwezuva panowanikwa mavara akasiyanasiyana. Mumazuva ose ruvara rwe kiwani unogona kuwanikwa nekusanganisa muvara muchena ne mutsvuku, zvichireva kuti kiwani ibvute remuvara mutsvuku.
Kiwani inowanikwa pamaruva senge pamaruva e Mufuvumi muti wekuJapani, mavaridha mamwe maruva ane ruvara rwe kiwani uye dzimwe shiri futi.