Muriwo
From Wikipedia, the free encyclopedia
Muriwo (Vegetables in English) zvinoreva madzinde anokwanisa kudyiwa mashizha awo achinge abikwa mumvura kana mumafuta. Muriwo unokwanisa kubikwa uri wega kana kubikwa pamwe nenyama zvakasanganiswa.
Muriwo wakafurwa wava kudzinina: the vegetables that had been eaten by the cattle are now sprouting new leaves.kudzinina.