Niyakari (kureva nickel, kubva paChiarabhu: النيكل alniykal) kana Nikeru kutodza Chingezi, inhangande ye chemishonga inoshandisa Ni sechiratidzo uye ine numeri ye hatomu ya 28. Isimbi inohwinya uye yechisirivha-chena inekaundrama kainako. Niyakari isimbi youdarikira yakaoma uye inopambadzirwa. Niyakari tsvene inorhiyekta pazvechemishonga asi zvidimbu zvikuru zvinorhiyekta noupore-pore nemweya mumakondisheni echidzikwe nekuti hwada rekupasivha (kureva passivation) remafomu eniyakari yechivututsiro pachiso inodzivirira kumwe kun'ura. Zvakadaro, niyakari tsvene inowanikwa muchigoko cheRinopasi muuwandu ushoma, karuzhinji inowanikwa mumatombo e-ultramafic, uye nemu maintiriya enyuruko dzikuru dzeniyakari-utare dzisinakugangaridzwa kuoksijeni dziri kunze kwe guteromweya re Rinopasi.
Imwe horokodzwa Ratidziko:, chidzikwe cheuremu wehatomu Ar°(Ni): ...
Niyakari, Ni28 |
|
Niyakari |
Ratidziko: |
Niyakai ino:
- kuhwinya,
- rusimbi,
- sirivha ne kaundarama
|
chidzikwe cheuremu
wehatomu Ar°(Ni): |
- 58.6934±0.0004
- 58.693±0.001 (abridged)
|
|
Numeri yehatomu (Z) |
28 |
Boka: |
boka 10 |
Piriyodhi: |
piriyodhi 4 |
Bhuroku: |
d-bhuroku |
Jenganiso yemhodzigetsi: |
[Ar] 3d8 4s2 or [Ar] 3d9 4s1 |
Mhodzigetsi mu-shell: |
2, 8, 16, 2 or 2, 8, 17, 1 |
Miriki dzemutumbi: |
Fezi pa STP |
godo |
Poyindi yekunyeuka: |
1728 K (1455 °C, 2651 °F) |
Poyindi yekufanza: |
3003 K (2730 °C, 4946 °F) |
Dhenisi (pedyo ne-r.t.) |
8.908 g/cm3 |
Semutuvi (pa m.p.) |
7.81 g/cm3 |
Dziya yekunyenguka: |
17.48 kJ/mol |
Dziya yekupfunga: |
379 kJ/mol |
Molar heat capacity |
26.07 J/(mol·K) |
Vapor pressure
P (Pa) |
1 |
10 |
100 |
1 k |
10 k |
100 k |
at T (K) |
1783 |
1950 |
2154 |
2410 |
2741 |
3184 |
|
Miriki dze ruhatomu |
Umiriro we rututsiro: |
−2, −1, 0, +1, +2, +3, +4
(a mildly basic oxide) |
Electronegativity |
Pauling scale: 1.91 |
Ito (eneji) dzekunonda: |
- 1st: 737.1 kJ/mol
- 2nd: 1753.0 kJ/mol
- 3rd: 3395 kJ/mol
- (more)
|
Rhedhiyasi yehatomu: |
empirical: 124 pm |
Rhedhiyasi
yegombedzwana: |
124±4 pm |
Rhedhiyasi ye
vhandewaarusi: |
163 pm |
|
Vhura