ShugaFrom Wikipedia, the free encyclopedia Tsvigiri (Chirungu: sugar) tsvikiri kana Chokera uye Shokera inowanikwa panosvinwa muto wenzimbe uchizopiswa mvura yacho posara magodo. MuZimbabwe shuga inogadzirwa kubva kunzimbe dzinorimwa kuChiredzi.
Tsvigiri (Chirungu: sugar) tsvikiri kana Chokera uye Shokera inowanikwa panosvinwa muto wenzimbe uchizopiswa mvura yacho posara magodo. MuZimbabwe shuga inogadzirwa kubva kunzimbe dzinorimwa kuChiredzi.