Sungura
From Wikipedia, the free encyclopedia
Sungura imhando yemhanzi yakavambwa kubva muZimbabwe, yakavambwa muna1953. Mhanzi ye Sungura yakaita mbiri mukutanga kwe ma1980, nekuda kwa anaEphraim Joe ne bhendi rake Sungura Boys.