Huchenjeri
From Wikipedia, the free encyclopedia
Shoko rokuti huchenjeri (Intelligence) rino reva kugona ku shandisa pfungwa. Asi shoko iri rino kwanisa ku patsanurwa nokuti vanhu tonoonekwa tichigona kushandisa pfungwa nenzira dzakasiyana uye panguva dzaksiyana. Mumwe ane kuchenjera kwekugona muchikoro asi asina kuchenjera kwekugona kutaura nekugarisana nevanhu.