Zeng'e (kureva zinc) zingi kana dzeng'e, inhangande ye chimishonga inechiratidzo Zn uye numeri ye hatomu 30. Zeng'e irinotyoka zvirinyore muhujoto wechumba uye ine urakidzo hunoita kakupenya-ne-kaupfumbu kana rututsiro rwabviswa. Ndiyo nhangande yekutanga muboka guminembiri (IIB) retafura ye rupoterero. Mumamwe maringiro, zeng'e paruchemishonga yakaiti fananei nemaganesi: ese manhangande mairi anorakidza umiriro ye rututsiro rumwe bedzi (+2), ne Zn2+ uye ne manonda e Mg2+ ekukura kwakafanana. Zeng'e ndiro nhangande remakumimairi-nenna pakuwanda mugoko reRinopasi ne enzanhara shanu dzakadzidzinindika. Chitofu chinjee chezeng'e isifarheli (kureva sphalerite, sanganiswa yezeng'e), muchegwa we chisarufa chezeng'e.
Imwe horokodzwa Ratidziko:, Chidzikwe chehuremu wehatomu Ar°(Zn) ...
Zeng'e, 30Zn |
|
Zeng'e |
Ratidziko: |
udarejena-pfumbu |
Chidzikwe chehuremu
wehatomu Ar°(Zn) |
- 65.38±0.02
- 65.38±0.02 (abridged)
|
Numeri ye hatomu (Z): |
30 |
Boka: |
boka 12 |
Piriyodhi: |
piriyodhi 4 |
Bhuroku: |
d-bhoruku |
Jenganiso yemhodzigetsi: |
[Ar] 3d10 4s2 |
Mhodzigetsi muchigoko: |
2, 8, 18, 2 |
Miriki ye Mtumbi |
Fezi pa STP: |
godo |
Poyindi yekunyauka: |
692.68 K (419.53 °C, 787.15 °F) |
Poyindi yekufanza: |
1180 K (907 °C, 1665 °F) |
Dhensiti (pedyo ne-r.t.): |
7.14 g/cm3 |
Semutuvi (pa-m.p.): |
6.57 g/cm3 |
Dziya yekunyenguka: |
7.32 kJ/mol |
Dziya yekupfunga: |
115 kJ/mol |
Molar heat capacity |
25.470 J/(mol·K) |
Vapor pressure
P (Pa) |
1 |
10 |
100 |
1 k |
10 k |
100 k |
at T (K) |
610 |
670 |
750 |
852 |
990 |
1179 |
|
Miriki dze hatomu |
Umiriro we rututsiro: |
−2, 0, +1, +2 (an amphoteric oxide) |
Uhwaradadahwegetsi
(Electronegativity): |
Pauling scale: 1.65 |
Ito (eneji) dzekunonda: |
- 1st: 906.4 kJ/mol
- 2nd: 1733.3 kJ/mol
- 3rd: 3833 kJ/mol
- (more)
|
Rhedhiyasi ye hatomu: |
empirical: 134 pm |
Rhedhiyasi ye Gombedzwana: |
122±4 pm |
Rhedhiyasi yeVhandewaarusi: |
139 pm |
|
Vhura