Chihausa
From Wikipedia, the free encyclopedia
Chihausa (Hau. Harshen/Halshen Hausa; Ajami: هَرْشَن هَوْسَ) mutauro wekuNaijeriya inotaurwa ne Vahausa muChadhi, uye muruzhinji rwechighamhu chemaodzanyemba eNaijeriya, Ghana, Kameruni, Bhenini uye chighamhu chechamhembe cheNaija, reruzhinji rushoma rwe Sudhani uye Khoti Dhi Vhwa.
Imembha ye mutauro we mhuri Chiafurika-Ezhiya uye ndiwo mutauro unevatauri vazhinji mubazi re mhuri ye mitauro we Chichadhi. Une ethinologu inofungidzirwa kunzi unotaurwa semutauro wamai ne vanhu vanogona kusvika 47 mamiriyoni uye nevanhu 25 mamiriyoni vanoutaura semutauro wechipiri, hwerengo ye numeri ye vatauri ve Chihausa unofungidzirwa kuti unosvika 72 mamiriyoni.
MuNaijeriya, hushangazhi we Chihausa unodanwa kunzi Kannywood.