Ndarira
From Wikipedia, the free encyclopedia
Ndarira (Nge. bronze; alloy of copper) ndarira ialoi inonyanyo umbwa kubva pamhangura, ndosaka dzisiwanzo sanganisirwa uye kupesaniswa mazita futi. Kazhinji ndarira inenge 12-12.5% gaba[1] (kana stani; tini) uye kazhinji pamwe nekuwedzera kweimwe simbi (senge arumininai, manganisi, nikeru kana zeng'e) uye dzimwe nguva isiri-simbi kana Machisimbi (metalloids) se Zaruni (kana aruseni; aseniki), Chifosiforo kana Sirikoni. Izvi zvinowedzera zvinogadzira huwandu hwema maaloyi angave akaoma kupfuura mhangura basi, kana ane zvimwe zvinobatsira zvinhu, sesimba, ductility, kana humuchina (machinability).