RimaFrom Wikipedia, the free encyclopedia Rima, dima kana mhindo (darkness) apa kureva kushayikwa kwechiedza kunosaka kunze kusvipe. Rima rinoonekwa kana zuva radoka kusisina chiedza kana kuti zuva radzikatirwa nemwedzi.
Rima, dima kana mhindo (darkness) apa kureva kushayikwa kwechiedza kunosaka kunze kusvipe. Rima rinoonekwa kana zuva radoka kusisina chiedza kana kuti zuva radzikatirwa nemwedzi.