Tema (ruvara)From Wikipedia, the free encyclopedia Tema (kureva black) kana dema, nhema ndiwo ruvara unowanikwa paye pasina chiedza chakazara kana kukwana nyangwe chinoonekwa[1]. Asi mavara matema akati siyanei neruvara nhema nekuti anechiedza chinoonekwa, asi chiedza chirimbijana. ruvara rutema
Tema (kureva black) kana dema, nhema ndiwo ruvara unowanikwa paye pasina chiedza chakazara kana kukwana nyangwe chinoonekwa[1]. Asi mavara matema akati siyanei neruvara nhema nekuti anechiedza chinoonekwa, asi chiedza chirimbijana. ruvara rutema