VahungweFrom Wikipedia, the free encyclopedia Tarisai futi mapeji e: Vambire, Vakaranga uye Vashona Vahungwe kana Wahungwe waive vanhu vedzinza rerakabva kuChamhembechekupakati cheAfurika vakauya kunokagara muZimbabwe. Vahungwe chikamu chedzinza reVakaranga saka vari pasi pesomborero reVashona.
Tarisai futi mapeji e: Vambire, Vakaranga uye Vashona Vahungwe kana Wahungwe waive vanhu vedzinza rerakabva kuChamhembechekupakati cheAfurika vakauya kunokagara muZimbabwe. Vahungwe chikamu chedzinza reVakaranga saka vari pasi pesomborero reVashona.