Vakalanga
From Wikipedia, the free encyclopedia
Tarisai futi Vakaranga
Imwe horokodzwa Huwandu, Nzvimbo dzine Huwandu hwakawanda ...
Kalanga woman in Botswana | ||||||||||||||||
Huwandu | ||||||||||||||||
---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|
1,600 000 | ||||||||||||||||
Nzvimbo dzine Huwandu hwakawanda | ||||||||||||||||
Zimbabwe | 1,100 000 | |||||||||||||||
Vutswana | 500,000 | |||||||||||||||
Mitauro | ||||||||||||||||
TjiKalanga, Mitauro yeNguni (Chindebele - Chixhosa), Mitauro yeShona (Chikaranga - Chizezuru - Chikorekore - Chimanyika - Chindau) | ||||||||||||||||
Rudaviro | ||||||||||||||||
Chinamato che Vakalanga (Chidaviro cheVashona - Mwari), Ukristu | ||||||||||||||||
Madzinza aneHukama huri pedyo | ||||||||||||||||
Vashona, Vavhenda, Vanambya, Vandeḅele nevamwe Vabantu | ||||||||||||||||
|
Vhura
Vakalanga (Kal: Bakalanga) kana Wakalanga idunhu reBantu rekumaodzanyemba rinonyanya kugara kuMatabeleland muZimbabwe, kuchamhembe kwakadziva kumabvazuva kweVutswana neRuwa reLimpopo muChamhembe cheAfurika. Ivo vane hukama huripedyo neVanambya, Varozvi, Vavhenda neVanhu vedzinza rechiShona, kunyanya Vakaranga wavanogova zita navo.